Job 24:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unofambisa pamsoro pemvura; Mugoʋe waʋo wakatukwa panyika; Haacafambi nenzira yeminda yemizambiriŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nyamba ivo ifuro riri pamusoro pemvura; mugove wavo wenyika wakatukwa, zvokuti hakuna munhu achaenda kuminda yemizambiringa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoti vanotakurwa nechimbichimbi pamusoro pemvura, mugove wavo wakashurikidzirwa rushambwa munyika. Hakuna mushambadzi anotsaukira kuminda yavo yemigirepisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anofambisa pamusoro pemvura; Mugove wavo wakatukwa panyika; Haachafambi nenzira yeminda yemidzambiringa.
Shona 2009?
Iye anofambisa pamusoro pemvura; Mugove wavo wakatukwa panyika; Haachafambi nenzira yeminda yemizambiringa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye anofambisa pamusoro pemvura; Mugove wavo wakatukwa panyika; Haachafambi nenzira yeminda yemizambiringa.