Job 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unoparadza haŋa isiŋgaɓereki; Haaitiri cirikadzi ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vanodya nyama yomukadzi asingabereki, uye havaitiri chirikadzi tsitsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoita hwenda nomukadzi asina mbereko pasina mwana anoberekwapo chavanobatsira chirikadzi hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye unoparadza han’a isingabereki; Haaitiri chirikadzi zvakanaka.
Shona 2009?
Iye unoparadza han'a isingabereki; Haaitiri chirikadzi zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Iye anoitira mukadzi asingabereki zvakaipa; Haaitiri chirikadzi zvakanaka.