Job 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari unoʋagarisa ʋakaceŋgetwa, ʋaciʋimba naɀo; Asi meso ake anotarira nzira dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Angavarega zvavo vakazorora vachifungidzira kuti vakachengetedzwa; asi meso ake ari panzira dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anovanetsa nokufunga kuti vagare zvisina njodzi asi ziso rake rinenge riri panzira dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari anovagarisa vakachengetwa, vachivimba nazvo; Asi meso ake anotarira nzira dzavo.
Shona 2009?
Mwari anovagarisa vakachengetwa, vachivimba nazvo; Asi meso ake anotarira nzira dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari anovagarisa vakachengetwa, vachivimba nazvo; Asi meso ake anotarira nzira dzavo.