Job 25:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋumambo nokutyisa ɀinaye; Iye unoyananisa pamatunhu ake akakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kubata ushe nokutyiwa ndezvaMwari; uye anosimbisa rugare kumusorosoro kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwari ano ukuru uye anotyisa ndiye anochengetedza runyararo kwake kumusoro ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Umambo nokutyisa zvinaye; Iye unoyananisa pamatunhu ake akakwirira.
Shona 2009?
"Umambo nokutyisa zvinaye; Iye unoyananisa pamatunhu ake akakwirira.
Shona SUB 2002 Bible
“Umambo nokutyisa zvinaye; Iye unoyananisa pamatunhu ake akakwirira.