Job 25:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, nomŋedzi ʋo unoshaiwa kubginya, Nenyeredzi hadzizakacena kwaɀo pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange dai mwedzi ukasachena, uye nyeredzi dzikasava dzakachena pamberi pake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga wani kwaari kunyange mwedzi zvawo haupenyi kana nyenyedzi kwaari hadzina kuchena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, nomwedziwo unoshaiwa kubhinya, Nenyeredzi hadzizakachena kwazvo pamberi pake.
Shona 2009?
Tarira, nomwedziwo unoshaiwa kubhinya, Nenyeredzi hadzizakachena kwazvo pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, nomwedziwo unoshaiwa kubhinya, Nenyenyedzi hadzizakachena kwazvo pamberi pake.