Job 26:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌeŋga rinoshoŋgedzwa nomŋeya wake; Ruʋoko rwake rwakaɓaya nyoka inokurumidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matenga akashongedzwa nokufema kwake; ruoko rwake rwakabaya nyoka inobhururuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezwi rake akaita kuti denga riti ngwee, noruoko rwake akauraya zigaranyanya parainge rotiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Denga rinoshongedzwa nomweya wake; Ruoko rwake rwakabaya nyoka inokurumidza.
Shona 2009?
Denga rinoshongedzwa nomweya wake; Ruoko rwake rwakabaya nyoka inokurumidza.
Shona SUB 2002 Bible
Denga rinoshongedzwa nomweya wake; Ruoko rwake rwakabaya nyoka inokurumidza.