Job 26:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakapa mano sei usina‐kuŋgwara, Nokuɗudzira kwaɀo ziʋo yaɀokwaɗi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izanoiko rawakapa asina uchenjeri! Uye wakaratidza njere dzakakura sei!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokurairawo here munhu asina mazano ikoku uchimuzivisa mano ohungwaru akawanda?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakapa mano sei asina kungwara, Nokududzira kwazvo zivo yazvokwadi!
Shona 2009?
Wakapa mano sei asina kungwara, Nokududzira kwazvo zivo yechokwadi!
Shona SUB 2002 Bible
Wakapa mano sei asina kungwara, Nokududzira kwazvo zivo yazvokwadi!