Job 26:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakataurira aniko mashoko awa? Mŋeya wakaɓuɗa kwauri ndowaniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko akakubatsira kutaura mashoko aya? Uye mweya waaniko wakataura kubva pamuromo wako?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndianiko akakupa kuti utaure mashoko iwaya? Uri kuzvitauriswa nemweya wani? Bhiridhadhi akapamha kutaura achiti
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakataurira aniko mashoko awa? Mweya wakabuda kwauri ndowaaniko?
Shona 2009?
Wakataurira aniko mashoko awa? Mweya wakabuda kwauri ndowaaniko?
Shona SUB 2002 Bible
Wakataurira aniko mashoko awa? Mweya wakabuda kwauri ndowaaniko?