Job 26:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sheori rakashama pamberi pake, Kuparadza hakunecifukidzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rufu rwakashama pamberi paMwari; kuparadza hakuna kufukidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzvimbo yavafi mutwi zvayo kuna Mwari, kwaari nzvimbo yavachakabvu yakashama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sheori rakashama pamberi pake, Kuparadza hakune chifukidzo.
Shona 2009?
Sheori rakashama pamberi pake, Kuparadza hakune chifukidzo.
Shona SUB 2002 Bible
Sheori rakashama pamberi pake, Kuparadza hakuna chifukidzo.