Job 27:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jobo wakapfuʋura nokutaura kwake, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jobho akapfuurira mberi nokutaura achiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jobhu akaenderera mberi nenyaya yake achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jobho akapfuura nokutaura kwake, akati,
Shona 2009?
Ipapo Jobho akapfuura nokutaura kwake, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jobho akapfuura nokutaura kwake, akati,