Job 27:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iye ucafarira Wamasimba‐ose, Nokuɗana kunaMŋari ŋguʋa dzose here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye angawana mufaro muna Wamasimba Ose here? Ko, achadana kuna Mwari panguva dzose here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anofadzwa here naSamasimba achadaidza kuna Mwari nguva dzose here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko iye achafarira waMasimbaose, Nokuda kuna Mwari nguva dzose here?
Shona 2009?
Ko iye achafarira waMasimbaose, Nokudana kuna Mwari nguva dzose here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko iye achafarira waMasimbaose, Nokuda kuna Mwari nguva dzose here?