Job 27:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai imi mose makaɀiʋona henyu; Ɀino makagoʋa ʋanhu ʋasinamaturo cose neiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi mose makazviona izvi pachenyu. Zvino munotaurireiko zvisina maturo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko inga mose makazviona wani, ko kutaura zvisina maturo kwabvepi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai imi mose makazviona henyu; Zvino makagova vanhu vasina maturo chose neiko?
Shona 2009?
Tarirai imwi mose makazviona henyu; Zvino makagova vanhu vasina maturo chose neiko?
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai imi mose makazviona henyu; Zvino makagova vanhu vasina maturo chose neiko?