Job 27:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mugoʋe unopiwa munhu wakaipa naMŋari, Nenhaka yaʋamanikidzi, yaʋanopiwa noWamasimba‐ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haano magumo anogoverwa vakaipa naMwari, iyo nhaka inogamuchirwa navanhu vano utsinye, kubva kuna Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyu ndiwo mubayiro waMwari kumunhu akaipa nenhaka inowaniswa naSamasimba kune vano utsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mugove unopiwa munhu akaipa naMwari, Nemhaka yavamanikidzi, yavanopiwa nowaMasimbaose.
Shona 2009?
Ndiwo mugove unopiwa munhu akaipa naMwari, Nemhaka yavamanikidzi, yavanopiwa nowaMasimbaose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mugove unopiwa munhu akaipa naMwari, Nemhaka yavamanikidzi, yavanopiwa nowaMasimbaose.