Job 27:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋana ʋake ʋaciwanda, ʋoʋurawa nomunondo; Ʋana ʋake haʋaŋgaguti ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvinei kuti vana vake vakawanda sei, magumo avo munondo; vazukuru vake havazombowani zvokudya zvinovaringana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vavo vanogona kuwanda zvavo asi vanowandira kuuraiwa nebakatwa rehondo uye vana vavo vanenge vasina kudya kwakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vana vake vachiwanda, vourawa nomunondo; Vana vake havangaguti zvokudya.
Shona 2009?
Kana vana vake vachiwanda, vourawa nomunondo; Vana vake havangaguti zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vana vake vachiwanda, vourayiwa nomunondo; Vana vake havangaguti zvokudya.