Job 27:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoʋata pasi akafuma, asi haapamhidzi ɀe; Unoȿinudza meso ake, asi haaci’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anovata pasi akapfuma, asi haachazvipamhizve; paanosvinura meso ake, wanei zvose zvaenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anogona kundorara ari mupfumi asi hazviitiki zvakare paanoti pepu upfumi hwake panenge pasisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anovata pasi akafuma, asi haapamhidzizve; Anosvinudza meso ake, asi haachipo.
Shona 2009?
Anovata pasi akafuma, asi haapamhidzizve; Anosvinudza meso ake, asi haachipo.
Shona SUB 2002 Bible
Anovata pasi akafuma, asi haapamhidzizve; Anosvinudza meso ake, asi haachipo.