Job 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaMŋari mupenyu, iye wakanditorera kururama kwaŋgu; NoWamasimba‐ose wakatambudza mŋeya waŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvirokwazvo naMwari mupenyu, iye akaramba kundiruramisira, iye Wamasimba Ose, akaita kuti ndinzwe shungu pamwoyo wangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinopika naMwari mupenyu nokundinyima ruenzaniso rwangu iye Samasimbaose akandishungurudza mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“NaMwari mupenyu, iye akanditorera kururama kwangu; NowaMasimbaose akatambudza mweya wangu;
Shona 2009?
"NaMwari mupenyu, iye akanditorera kururama kwangu; nowaMasimbaose akatambudza mweya wangu;
Shona SUB 2002 Bible
“NaMwari mupenyu, iye akanditorera kururama kwangu; Masimbaose akatambudza mweya wangu;