Job 27:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti usiŋgaɗi Mŋari unetariro yeiko, kunyaŋge aɀiwanira fuma, Kana atorerwa mŋeya wake naMŋari here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, munhu asina Mwari ane tariro yeiko kana afa, Mwari paanotora upenyu hwake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti chitarisiro chomunhu asiri munamati chii kana Mwari amuparadza, kana Mwari amutorera upenyu hwake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti asingadi Mwari ane tariro yeiko, kunyange azviwanira pfuma, Kana atorerwa mweya wake naMwari here?
Shona 2009?
Nokuti asingadi Mwari ane tariro yeiko, kunyange azviwanira fuma, Kana atorerwa mweya wake naMwari here?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti asingadi Mwari ane tariro yeiko, kunyangwe azviwanira pfuma, Kana atorerwa mweya wake naMwari here?