Job 27:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Mŋari ucanzwa kucema kwake, Kana aciwirwa nenjodzi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, Mwari anoteerera kuchema kwake paanowirwa nenhamo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari achanzwa kuchema kwake here kana nhamo yamuwira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Mwari achanzwa kuchema kwake, Kana achiwirwa nenjodzi here?
Shona 2009?
Ko Mwari achanzwa kuchema kwake, Kana achiwirwa nenjodzi here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko Mwari achanzwa kuchema kwake, Kana achiwirwa nenjodzi here?