Job 28:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodziʋira nzizi dzemvura dzirege kuɗonha; Cinhu cakaʋanzika unociɓuɗisa pacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotsvakisisa panotangira nzizi nokubudisa zvinhu zvakavanzika pachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoita madhamu kunotangira tukova kuitira kuti zvakavandika zvibude pachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzivira nzizi dzemvura dzirege kudonha; Chinhu chakavanzika anochibudisa pachena.
Shona 2009?
Anodzivira nzizi dzemvura dzirege kudonha; Chinhu chakavanzika anochibudisa pachena.
Shona SUB 2002 Bible
Anodzivira nzizi dzemvura dzirege kudonha; Chinhu chakavanzika anochibudisa pachena.