Job 28:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unotarira kumigumo yenyika, Unoʋona ɀose pasi pokuɗeŋga pose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti anoona magumo enyika, uye anoona zvinhu zvose zviri pasi pamatenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(Nokuti anoona kwakaperera nyika uye anoona chose chiri pasi pedenga.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anotarira kumigumo yenyika, anoona zvose pasi pokudenga pose;
Shona 2009?
Nokuti anotarira kumigumo yenyika, anoona, zvose pasi pokudenga pose;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anotarira kumigumo yenyika, anoona zvose pasi pokudenga pose;