Job 28:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikara, ɀinoɀikudza, haɀina‐kupfuʋura napo. Shumba, inehasha, haina‐kupfuʋura napo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhuka dzinozvikudza hadziisi rutsokapo, uye hakuna shumba inofambapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvikara zvinoti ndisu pano, hazvisati zvambokutsika. Shumba haisati yambokufamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikara, zvinozvikudza, hazvina kupfuura napo. Shumba, ine hasha, haina kupfuura napo.
Shona 2009?
Zvikara, zvinozvikudza, hazvina kupfuura napo. Shumba, ine hasha, haina kupfuura napo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvikara, zvinozvikudza, hazvina kupfuura napo. Shumba, ine hasha, haina kupfuura napo.