Job 29:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manzwi aʋakuru ainyarara, Ndimi dzaʋo dzainamatira mumikanwa yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
manzwi amakurukota akanyararidzwa, uye ndimi dzavo dzikanamira kumusoro kwemiromo yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazwi evokumbahuru achimbonyarara, rurimi rwavo ruchimbonamatira kumusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazwi avakuru ainyarara, Ndimi dzavo dzainamatira mumikanwa yavo.
Shona 2009?
manzwi avakuru ainyarara, Ndimi dzavo dzainamatira mumikamwa yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mazwi avakuru ainyarara, Ndimi dzavo dzainamatira mumikanwa yavo.