Job 29:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nzeʋe yakati ici ndi nzwa, ndokundiropafadza; Ziso rakati rici ndi ʋona, ndokundipupurira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakandinzwa vakataura zvakanaka pamusoro pangu, uye vose vakandiona vakandirumbidza,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaiti vakandinzwa vaindikorokotedza ziso raindiona raindinwira mvura
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nzeve yakati ichindinzwa, ndokundiropafadza; Ziso rakati richindiona, ndokundipupurira zvakanaka.
Shona 2009?
Nokuti nzeve yakati ichindinzwa, ndokundiropafadza; Ziso rakati richindiona, ndokundipupurira zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nzeve yakati ichindinzwa, ndokundiropafadza; Ziso rakati richindiona, ndokundipupurira zvakanaka.