Job 29:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndaifuka kururama, naiko kwaindifukidza; Kururama kwaŋgu kwaiʋa seŋguʋo nekorona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakafuka kururama sechipfeko changu; kururamisira kwaiva nguo yangu nenguwani yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndaipfeka ururami ihwo huchindifukidza. Ruenzaniso ndirwo rwaiva gemenzi rangu nengundu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndaifuka kururama, naiko kwaindifukidza; Kururama kwangu kwaiva senguo nekorona.
Shona 2009?
Ini ndaifuka kururama, naiko kwaindifukidza; Kururama kwangu kwaiva senguvo nekorona.
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndaifuka kururama, naiko kwaindifukidza; Kururama kwangu kwaiva senguo nekorona.