Job 29:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiʋa ɓaɓa ʋaʋaishaiwa; Ndainɀera mhaka yowandakaŋga ndisiŋgaziʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndiri baba kuna vanoshayiwa; ndaitamba mhaka yomutorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaiva baba wavarombo. Nyaya dzavatorwa ndaidzitsvaka padziri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaiva baba vavaishaiwa; Ndainzvera mhaka yowandakanga ndisingazivi.
Shona 2009?
Ndaiva baba vavaishaiwa; Ndainzvera mhaka yowandakanga ndisingazivi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaiva baba vavaishaiwa; Ndainzvera mhaka yowandakanga ndisingazivi.