Job 29:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaivuna meno aʋasina‐kururama, Nokubvuta caakaŋga aʋuraya mumeno ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavhuna meno avakaipa, uye ndakabata chaakanga abata pamazino ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaityora mazino anouturu avasina kururama ndichimudonhedzesa nyama yaakabata namazino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaivhuna meno avasina kururama, Nokubvuta chaakanga auraya mumeno ake.
Shona 2009?
Ndaivhuna meno avasina kururama, Nokubvuta chaakanga auraya mumeno ake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaivhuna meno avasina kururama, Nokubvuta chaakanga auraya mumeno ake.