Job 29:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa iyo ndakati: Ndicafira muɗendere raŋgu, Ndicawanza mazuʋa aŋgu aite sejeca,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakafunga kuti, ‘Ndichafira mumba mangu, mazuva angu awanda sejecha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaifunga kuti ndichafirawo zvangu mumba mangu ndichiti mazuva angu achawanda sejecha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva iyo ndakati, ‘Ndichafira mudendere rangu, Ndichawanza mazuva angu aite sejecha,’
Shona 2009?
Panguva iyo ndakati, `Ndichafira mudendere rangu, Ndichawanza mazuva angu aite sejecha,'
Shona SUB 2002 Bible
Panguva iyo ndakati, ‘Ndichafira mudendere rangu, Ndichawanza mazuva angu aite sejecha,’