Job 29:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗai ndaiita haŋgu sapamŋedzi yakare, Sapamazuʋa andairindwa naMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa ndinoshuva sei mwedzi yakapfuura, iwo mazuva andairindira naMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai zvahwo upenyu hwaidzokororwa huchidzokera kumwedzi iya, Mwari paaiva mutariri wangu;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haiwa, dai ndaiita hangu sapamwedzi yakare, Sapamazuva andairindwa naMwari;
Shona 2009?
"Haiwa, dai ndaiita hangu sapamwedzi yakare, Sapamazuva andairindwa naMwari;
Shona SUB 2002 Bible
“Haiwa, dai ndaiita hangu sapamwedzi yakare, Sapamazuva andairindwa naMwari;