Job 29:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kukudzwa kwaŋgu kunoramba kuri kutȿa, Ʋuta bgaŋgu ʋunoramba ʋuciʋandudzwa muruʋoko rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kukudzwa kwangu kucharamba kuri kutsva mandiri, uta hucharamba huri hutsva muruoko rwangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaiti mbiri yangu icharamba iripo chete, uta hwangu huri hutsva ndakahubata muchanza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kukudzwa kwangu kunoramba kuri kutsva, Uta hwangu hunoramba uchivandudzwa muruoko rwangu.
Shona 2009?
Kukudzwa kwangu kunoramba kuri kutsva, Uta hwangu hunoramba uchivandudzwa muruoko rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kukudzwa kwangu kunoramba kuri kutsva, Uta hwangu hunoramba uchivandudzwa muruoko rwangu.