Job 29:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiʋasekerera kana ʋasiŋgatsuŋgi; Haʋana‐kudzima ciedza ceciso caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakanyemwerera kwavari havana kuzvitenda; chiedza chechiso changu chaikosha kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaiti ndikavanyemwerera havaimbofunga kuti ndini, kupenyerera kwemhanza yangu kwaivapa kusarasa mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaivasekerera kana vasingatsungi; Havana kudzima chiedza chechiso changu.
Shona 2009?
Ndaivasekerera kana vasingatsungi; Havana kudzima chiedza chechiso changu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaivasekerera kana vasingatsungi; Havana kudzima chiedza chechiso changu.