Job 29:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiʋasanaŋgurira nzira yaʋo, ndikagara sa she waʋo, Ndaigara samambo pahondo, Somunhu unonyaradza ʋanocema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavasarudzira nzira ini ndokugara saishe wavo; ndakagara samambo pakati pamauto ake; ndakanga ndakaita somunhu anonyaradza vanochema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndini ndaitonga ndichisarudza zvinofanira kuitwa ndichiita samambo ari pakati pehondo dzake somunhu anonyaradza vafirwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaivasanangurira nzira yavo, ndikagara sashe wavo, Ndaigara samambo pahondo, Somunhu anonyaradza vanochema.
Shona 2009?
Ndaivasanangurira nzira yavo, ndikagara sashe wavo, Ndaigara samambo pahondo, Somunhu anonyaradza vanochema.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaivasanangurira nzira yavo, ndikagara sashe wavo, Ndaigara samambo pahondo, Somunhu anonyaradza vanochema.