Job 29:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa iyo pandaitsika paisukwa nomukaka wakafa, Ʋuye ɗombo raindiɗururira nzizi dzamafuta!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
painyorovedzwa nzira yangu noruomba, uye dombo richindidururira hova dzamafuta omuorivhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichiri kuita mukaka wokutoshamba zvangu nawo tsoka mumatombo muchindibudira hova dzamafuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva iyo pandaitsika paisukwa nomukaka akafa, Uye dombo raindidururira nzizi dzamafuta!
Shona 2009?
Panguva iyo pandaitsika paisukwa nomukaka wakafa, Uye dombo raindidururira nzizi dzamafuta!
Shona SUB 2002 Bible
Panguva iyo pandaitsika paisukwa nomukaka akafa, Uye dombo raindidururira nzizi dzamafuta!