Job 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaʋusina‐kupfiga mikoʋa yemimba yamai ʋaŋgu, Kana kuʋanza kutambudzika pameso aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti hahuna kundipfigira mikova yechizvaro kuti huvanze dambudziko pamberi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti harina kupfiga misuo yemimba yaamai vangu kana kuti meso angu asatarise nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvausina kupfiga mikova yemimba yamai vangu, Kana kuvanza kutambudzika pameso angu.
Shona 2009?
Zvahusina kupfiga mikova yemimba yamai vangu, Kana kuvanza kutambudzika pameso angu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvausina kupfiga mikova yemimba yamai vangu, Kana kuvanza kutambudzika pameso angu.