Job 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiŋgaɗai ndisina‐kuʋa’po somŋana wakaponiwa ŋguʋa isina‐kuȿika; Saʋacece ʋasina‐kutoŋgoʋona ciedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuti sei ndisina kuvigwa muvhu somwana asina kusvika, somucheche asina kumboona chiedza chezuva?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko ndakaregereiko chaizvo kungovawo zvangu gavamwedzi risingazivikanwi zvaro sesvava dzisina kumboona chiedza?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndingadai ndisina kuvapo somwana akaponiwa nguva isina kusvika; Savacheche vasina kutongoona chiedza.
Shona 2009?
Kana ndingadai ndisina kuvapo somwana akaponiwa nguva isina kusvika; Savacheche vasina kutongoona chiedza.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndingadai ndisina kuvapo somwana akaponiwa nguva isina kusvika; Savacheche vasina kutongoona chiedza.