Job 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, wakadzimira nzira yake, unopiyirweiko ʋupenyu, Iye wakadziʋirirwa norumhanda naMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Upenyu hunopirweiko munhu ane nzira yakavanzika, iye akakomberedzwa naMwari noruzhowa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiedza chinopirwei munhu apiwa chidzimira akaiswa naMwari parumananzombe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu, akadzimira nzira yake, anopiyirweiko upenyu, Iye akadzivirirwa norumhanda naMwari?
Shona 2009?
Munhu, akadzimira nzira yake, anopirweiko upenyu, Iye akadzivirirwa norumhanda naMwari?
Shona SUB 2002 Bible
Munhu, akadzimira nzira yake, anopiyirweiko upenyu, Iye akadzivirirwa norumhanda naMwari?