Job 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuʋuʋura kwaŋgu kunoɗururwa semvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mafemo anosvika kwandiri pachinzvimbo chezvokudya, kugomera kwangu kunodururwa semvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mafemo angu ndiwo atokunda chokudya changu. Kugomera kwangu kunoteurirwa pasi semvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuuura kwangu kunodururwa semvura.
Shona 2009?
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuvuvura kwangu kunodururwa semvura.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuuura kwangu kunodururwa semvura.