Job 30:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino ʋaɗuku kwandiri ʋanondiseka, Iʋo ʋandaishoʋora kuisa madziɓaɓa aʋo pambga dzamapoka aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi zvino vanondiseka, varume vaduku kwandiri, madzibaba avo ndaiashora zvokuti handaivaisa pakati pembwa dzinofudza makwai angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhamo yaJobhu pari zvino. “Asi iye zvino vakandiita chiseko zvacho vanhu vadiki kwandiri, vana madzibaba vandaishora zvokuti handaikwanisa kuvaisa nembwa dzangu dzokuchengetedza zvipfuwo zvangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi zvino vaduku kwandiri vanondiseka, Ivo vandaishovora kuisa madzibaba avo pambwa dzamapoka angu.
Shona 2009?
"Asi zvino vaduku kwandiri vanondisweveredza, Ivo vandaishovora kuisa madzibaba avo pambwa dzamapoka angu.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi zvino vaduku kwandiri vanondiseka, Ivo vandaishovora kuisa madzibaba avo pambwa dzamapoka angu.