Job 30:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye wakasunuŋgura rukuŋgiso rwake akanditambudza; Ʋakarasha tomu pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo zvino Mwari akatsudunura uta hwangu uye akanditambudza, havazvidzori pamberi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Mwari akatupfunura rukungiso rwouta hwangu akandininipisa, pandiri kuzvibata vanobva vasiyana nako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye akasunungura rukungiso rwake akanditambudza; Vakarasha tomu pamberi pangu.
Shona 2009?
Nokuti iye akasunungura rukungiso rwake akanditambudza; Vakarasha tomu pamberi pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye akasunungura tambo yangu akanditambudza; Vakarasha tomu pamberi pangu.