Job 30:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoparadza nzira yaŋgu, Ʋanowedzera njodzi yaŋgu, Iʋo ʋanhu ʋasinomuɓatsiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoparadza mugwagwa wangu; vanobudirira pakundiparadza, pasina munhu anovabatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanodzivirira kwokuti nditize nako vanotowedzera njodzi yangu pamusoro peimwe, wokuvamisa hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoparadza nzira yangu, Vanowedzera njodzi yangu, Ivo vanhu vasina mubatsiri.
Shona 2009?
Vanoparadza nzira yangu, Vanowedzera njodzi yangu, Ivo vanhu vasina mubatsiri.
Shona SUB 2002 Bible
Vanoparadza nzira yangu, Vanowedzera njodzi yangu, Ivo vanhu vasina mubatsiri.