Job 30:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoʋuya ʋakafanana naʋanopinda pakakoromoka pakuru; Ʋanomhanyira kwandiri pakati pamaȿiŋgo akakoromoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofamba zvavo kunge vanopinda napakakoromoka; pakati pamatongo vanongopinda zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanopinda vachiita sevanopinda napakapazika zvikuru vanouya vari mukati mehungwandangwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanouya vakafanana navanopinda pakakoromoka pakuru; Vanomhanyira kwandiri pakati pamasvingo akakoromoka.
Shona 2009?
Vanouya vakafanana navanopinda pakakoromoka pakuru; Vanomhanyira kwandiri pakati pamasvingo akakoromoka.
Shona SUB 2002 Bible
Vanouya vakafanana navanopinda pakakoromoka pakuru; Vanomhanyira kwandiri pakati pamasvingo akakoromoka.