Job 30:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yoʋusiku mafupa aŋgu anoʋururwa mukati maŋgu, Ʋuye ɀinondiɓaya haɀizorori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku hunobaya mapfupa angu; kurwadza kwokurumwa kwangu hakuzorori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku chirwere chinondin'ura mapfupa kurwadza kunondin'ura hakuzorore
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yousiku mapfupa angu anoururwa mukati mangu, Uye zvinondibaya hazvizorori.
Shona 2009?
Panguva yousiku mapfupa angu anoururwa mukati mangu, Uye zvinondibaya hazvizorori.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yousiku mapfupa angu anoururwa mukati mangu, Uye zvinondibaya hazvizorori.