Job 30:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa kuti mucandiisa kurufu, Nokuimba yakatarirwa ʋapenyu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti muchandiburutsa muchindiendesa kurufu, kunzvimbo yakatsaurirwa vapenyu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoziva zvangu kuti muri kundiendesa kurufu kunzvimbo yakatemerwa vapenyu vose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoziva kuti muchandiisa kurufu, Nokuimba yakatarirwa vapenyu vose.
Shona 2009?
Nokuti ndinoziva kuti muchandiisa kurufu, Nokuimba yakatarirwa vapenyu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoziva kuti muchandiisa kurufu, Nokuimba yakatarirwa vapenyu vose.