Job 30:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati ndicitarira ɀakanaka, ɀakaipa ɀikaȿika: Ndakati ndicimirira ciedza, rima ndokuȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, pandakanga ndakarindira zvakanaka, zvakaipa zvakasvika; pandakatarisira chiedza, ipapo rima rakasvika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaitarisira zvakanaka ndopakauya zvakaipa. Ndaimirira chiedza asi rima ndiro rakauya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati ndichitarira zvakanaka, zvakaipa zvikasvika, Ndakati ndichimirira chiedza, rima ndokusvika.
Shona 2009?
Ndakati ndichitarira zvakanaka zvakaipa zvikasvika, Ndakati ndichimirira chiedza, rima ndokusvika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati ndichitarira zvakanaka, zvakaipa zvikasvika, Ndakati ndichimirira chiedza, rima ndokusvika.