Job 30:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋawonda nokushaiwa nenzara; Ʋanotetena ivu rakawoma murima ramataŋgwaza nokuparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaiponda nokuda kwokushayiwa uye nenzara, vakadzivaira usiku munyika yakaoma mumatongo nomunyika yakaparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaonda nokushaiwa uye nenzara vanototetena midzi yakaoma yenyika ine nyota murima, munyika yakaoma yerenje
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaonda nokushaiwa nenzara; Vanotetena ivhu rakaoma murima ramatangwaza nokuparadzwa.
Shona 2009?
Vaonda nokushaiwa nenzara; Vanotetena ivhu rakaoma murima ramatangwaza nokuparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vaonda nokushaiwa nenzara; Vanotetena ivhu rakaoma murima ramatangwaza nokuparadzwa.