Job 30:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋana ʋamapenzi, ɀirokwaɀo ʋana ʋaʋanhu ʋakaipa; Ʋakadziŋgwa panyika ʋacirobga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakanga vari vanhu vakazvidzika vasina zita, vakadzingwa kubva munyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
matununu chaiwo, vanhu vasina rudzi vakadzingwa munyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vana vamapenzi, zvirokwazvo vana vavanhu vakaipa; Vakadzingwa panyika vachirohwa.
Shona 2009?
Ndivo vana vamapenzi, zvirokwazvo vana vavanhu vakaipa; Vakadzingwa panyika vachirohwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vana vamapenzi, zvirokwazvo vana vavanhu vakaipa; Vakadzingwa panyika vachirohwa.