Job 31:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiciŋge ndaʋona munhu aciparara nokushaiwa ŋguʋo, Kana unoshaiwa asina‐cokufuka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ndakaona mumwe achiparara nokuda kwokushaya zvokufuka, kana munhu anoshayiwa asina nguo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti ndakaona munhu achiparara pamusana pokushaya hembe kana kuti murombo asina chokupfeka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichinge ndaona munhu achiparara nokushaiwa nguo, Kana anoshaiwa asina chokufuka;
Shona 2009?
Kana ndichinge ndaona munhu achiparara nokushaiwa nguvo, Kana anoshaiwa asina chokufuka;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichinge ndaona munhu achiparara nokushaiwa nguo, Kana anoshaiwa asina chokufuka;