Job 31:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiciŋge ndasimudzira nherera ruʋoko rwaŋgu, Nokuti ndakaʋona kuti ndicaɓatsirwa pasuʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ndasimudzira nherera ruoko rwangu ndichiziva kuti ndinozivikanwa padare redzimhosva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana dai kuri kuti ndakasimudza ruoko rwangu kurwisana nenherera ndichiziva kuti ndine simba padare,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichinge ndasimudzira nherera ruoko rwangu, Nokuti ndakaona kuti ndichabatsirwa pasuo;
Shona 2009?
Kana ndichinge ndasimudzira nherera ruoko rwangu, Nokuti ndakaona kuti ndichabatsirwa pasuo;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichinge ndasimudzira nherera ruoko rwangu, Nokuti ndakaona kuti ndichabatsirwa pasuwo;