Job 31:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti njodzi inobva kunaMŋari yakandityisa, Ndakakoniwa kuita cinhu nokuɗa kwoʋumambo bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndaitya kuparadza kunobva kuna Mwari, uye handina kuita zvinhu zvakadaro nokuti ndaitya kubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndaitya nhamo yaizobva kuna Mwari uye handaimbopamira noukuru hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti njodzi inobva kuna Mwari yakandityisa, Ndakakoniwa kuita chinhu nokuda kwoumambo hwake.
Shona 2009?
Nokuti njodzi inobva kuna Mwari yakandityisa, Ndakakoniwa kuita chinhu nokuda koumambo hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti njodzi inobva kuna Mwari yakandityisa, Ndakakoniwa kuita chinhu nokuda kwoumambo hwake.