Job 31:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiciŋge ndakafara nokuti fuma yaŋgu yakaŋga yawanda, Ʋuye nokuti ruʋoko rwaŋgu rwakaŋga rwawana ɀizhinji;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ndakafadzwa nepfuma yangu huru, mukomborero wakabva mumaoko angu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai ndaifarisa pamusana pokuwanda kwoupfumi hwangu kana kuti ndawana zvakawanda namaoko angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichinge ndakafara nokuti pfuma yangu yakanga yawanda, Uye nokuti ruoko rwangu rwakanga rwawana zvizhinji;
Shona 2009?
Kana ndichinge ndakafara nokuti fuma yangu yakanga yawanda, Uye nokuti ruoko rwangu rwakanga rwawana zvizhinji;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichinge ndakafara nokuti pfuma yangu yakanga yawanda, Uye nokuti ruoko rwangu rwakanga rwawana zvizhinji;