Job 31:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeni haana‐kuʋata ʋusiku panzira dzomumusha; Asi ndaizarurira mufambi mikoʋa yaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana mutorwa akavata usiku hwose munzira dzomumusha, nokuti musuo wangu wakaramba wakazarurirwa vashanyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana muenzi akamborara panze mukova wangu waigara wakazurukira vaenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweni haana kuvata husiku panzira dzomumusha; Asi ndaizarurira mufambi mikova yangu;
Shona 2009?
Mweni haana kuvata vusiku panzira dzomumusha; Asi ndaizarurira mufambi mikova yangu;
Shona SUB 2002 Bible
Mweni haana kuvata usiku panzira dzomumusha; Asi ndaizarurira mufambi mikova yangu;